Entertainment

Sekuru Banda To Build Houses For Artists and Homeless People

POPULAR traditional healer Sekuru Banda is set to build 300  six  roomed houses for homeless people and artists  with 270 of the houses set for homeless people and 30 for Zimbabwean artists.


Speaking to Sekuru Banda he said he would also be empowering women who want to venture into business  by giving them 500 to 10 000 us dollars capital depending on type of business.


zimbabwe inyika ine vanhu vanogona vane tatenda  zvekuti vanhu vazhinji vanodzidza through music or ma drama saka nekudaro vanhu vese vanoimba vano actor vanhu vakakosha mu community nekuti Vari kuti dzidzisa zvakawanda saka havafanirwe kuonekwa vachitambura so kune achataiwo rombo rakanaka achawana imba kuvaimbi, vano actor, vebhora kana vese Vari mu arts sector” he said.


Sekuru Banda also revealed that he will be opening a music studio which all artists can record free of charge.
mukatarisa munoona vechidiki Vari kuwanza ma drugs vamwewo Vari kuita zvechi pfambi so kuzama kutsvaga solution tiri kuvhura recording studio mu town yekuti vese vanoda kuimba vanoimba mahara hazvinei nekuti ndiani chero achigona kuimba vanotenderwa kuuya vachizo recorder pasina Mari yavabhadhara” he said.


Speaking on the women empowerment  program, he said the program would resume soon and the announcement would be made on his Facebook and Instagram Pages on which criteria would be used.

munoona madzimai vanhu vanoda kusevenza zvisiri zvekutamba. Vanhu vane zvipo zvavo kudhara ndosaka muchiona vachironga musika yavo kutengesa tengesa ma domasi saka we want to empower those women tichivapa Mari dzinotangira Pa 500 us kusvika pa 10 000 us zvichienderana ne business ravari kuita2″ he said.


 Sekuru Banda recently came to the rescue of local comedian Charles “Marabha” Merisi for whom he is building a six-roomed house in the ailing street theatre legend’s Epworth neighborhood and has been donating to people during lockdown.