Gossips

“RANZWA NEZEMO…REGA STUNNER AITE ZVA DIONNE” : QUEEN TATELICIOUS FIRES SALVO AT OLINDA

The Queen Tatelicious has come to the aid of Controversial rapper Stunner and has advised Olinda to move on and not to cry over curtains. This comes after Olinda posted that stunner is using her curtains from when they were staying together 4 years ago. Stunner and Olinda have been throwing shade at each other in the past few days.

Ranzwa neZemo Rematsvuku iro
Worse uchimwa maARV UNOITA DOUBLE ZEMO
Kunoshosha siku nesikati Ave kuita inonzi Khumbula Ekhaya mboro yaDziva

Nhaiweee Mbuya Tea hobvu akakuudza kuti kuita imba kunoendesa kudenga ndiani????????Uri Mwari here you have ruled out kuti Stunner haana imba ,Ko kana zvakarongwa naMwari kuti achazoita imba at 74years??????????Nekuti iwe uri muimba yekanzuru tese toitawo saizvozvo?????? Ungachemere maketeni shuwa???????Tsveee kunyengetedza Stunner kuti arambe akanyarara nekuti waikwirwa naye asingazive kuti une denda Usaseke vamwe,hausi Mwari iwe Sdhudhla.Yep Yep yako its too much.Rega Stunner aite zvaDionne iwe you are no longer relevant in his life.Chingotsvagawo chimwe chiBen Ten uchishungurudze futi.#Team_Dziva ” Wrote Tatelicious on facebook.

Oilnda later on Responded in a facebook post.

Mai mwana message yenyu ndainzwa. . . . Imi ne weight loss chakadaro yenyu itai mega.Zvekunditi tiri same what apps group haaaaaaaaaa mudzimu yangu yaramba .Have a great weekend. Ndodzoka Monday” She Posted.

It looks like its going to be a drama filled weekend.